chimuti chepangu

chimuti chepangu kukosora,
hanzi pano panoshura.
ndakakadzura ini handiti ndozvakaida?
kachaenda kwako kwakanoda,
asi hameno achakatakura.

©toosole

Comments

Popular Posts